Online Bible

- Reklamy -

Isaya 19:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Macinda eZoani mapenzi kwaɀo; mano amakota akaiȿo‐cenjera aFarao ashanduka ʋupenzi; munoreʋa seiko kunaFarao, muciti: Ndini mŋanakomana waʋakacenjera, mŋanakomana wamadzimambo akare?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Machinda eZoani mapenzi kwazvo; mano amakota akaisvochenjera aFarao ashanduka upenzi; munoreva seiko kuna Farao, muchiti, “Ndini mwanakomana wavakachenjera, mwanakomana wamadzimambo akare?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Machinda eZoani haasi chinhu asi mapenzi; makurukota aFaro akachenjera anopa zano risina mano. Mungareva sei kuna Faro, kuti, “Ndini mumwe wavakachenjera, mudzidzi wamadzimambo akare?”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 19:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy