Online Bible

- Reklamy -

Isaya 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vanenge vasisina hanya neatari dzavakavaka namaoko avo vasisatarise kune zvinhu zvakaitwa neminwe yavo, zvingave maAshera kana atari dzorusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Haʋaŋgatariri artari, iro ɓasa ramaʋoko aʋo; ɀakaitwa neminwe yaʋo haʋaŋgaʋi nehanya naɀo, kana iri miti yakatsaurwa kana mifananidzo yezuʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Havangatariri aritari, iro basa ramaoko avo; zvakaitwa neminwe yavo havangavi nehanya nazvo, kana iri miti yakatsaurwa kana mifananidzo yezuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vanenge vasisina hanya neatari dzavakavaka namaoko avo vasisatarise kune zvinhu zvakaitwa neminwe yavo, zvingave maAshera kana atari dzorusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vanenge vasisina hanya neatari dzavakavaka namaoko avo vasisatarise kune zvinhu zvakaitwa neminwe yavo, zvingave maAshera kana atari dzorusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Havachazotarisi kuaritari, iro basa ramaoko avo, uye havachazovi nehanya nematanda aAshera nearitari dzezvinonhuhwira dzakaitwa neminwe yavo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 17:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy