Isaya 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kumanheru heyo hondo inotyisa, mambakwedza hapasisina aripo ndiwo mugove wavanotipamba mugove wavanotitorera zvinhu zvedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Neŋguʋa yamaɗekwana, tarirai, kucaʋa nokutyisa; maŋgwanani kusati kwaedza, haʋaci’po. Ndiwo mugoʋe waʋanotipambara, nomuɓairo waʋanotiɓira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nenguva yamadekwana, tarirai, kuchava nokutyisa; mangwanani kusati kwaedza, havachipo. Ndiwo mugove wavanotipambara, nomubayiro wavanotibira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kumanheru heyo hondo inotyisa, mambakwedza hapasisina aripo ndiwo mugove wavanotipamba mugove wavanotitorera zvinhu zvedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 kumanheru heyo hondo inotyisa, mambakwedza hapasisina aripo ndiwo mugove wavanotipamba mugove wavanotitorera zvinhu zvedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Munguva yamadekwana, pachava nokutyisa! Kusati kwaedza, havachipo! Uyu ndiwo mugove wavaya vanotibira, nomubayiro wavanotipamba. Viz kapitola |