Online Bible

- Reklamy -

Isaya 17:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mai we-e, mutsindo wendudzi dzavanhu vakawanda unotinhira samaungira egungwa, mai we-e kutinhira kwendudzi dzavanhu vanoriridza sokutinhira kwemvura zhinji

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Haiwa, kutinhira kwaʋanhu ʋazhinji, ʋanotinhira sokutinhira kweguŋgwa, nokuririma kwamarudzi aʋanhu, anoririma sokuririma kwemvura zhinji!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Haiwa, kutinhira kwavanhu vazhinji, vanotinhira sokutinhira kwegungwa, nokuririma kwamarudzi avanhu anoririma sokuririma kwemvura zhinji!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mai we-e, mutsindo wendudzi dzavanhu vakawanda unotinhira samaungira egungwa, mai we-e kutinhira kwendudzi dzavanhu vanoriridza sokutinhira kwemvura zhinji

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mai we-e, mutsindo wendudzi dzavanhu vakawanda unotinhira samaungira egungwa, mai we-e kutinhira kwendudzi dzavanhu vanoriridza sokutinhira kwemvura zhinji

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Haiwa, kutinhira kwendudzi zhinji, dzinotinhira sokutinhira kwegungwa! Haiwa, kuomba kwamarudzi anoomba kufanana nokutinhira kwemvura zhinji!

Viz kapitola kopírovat

Isaya 17:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy