Online Bible

- Reklamy -

Isaya 17:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nomusi wokusima kwako, unouʋakira ruzhowa, fume maŋgwana unotumbusa mbeu dzako; asi kuceka kunotiza nezuʋa rokutambudzika nerokucema kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nomusi wokusima kwako, unouvakira ruzhowa, fume mangwana unotumbusa mbeu dzako; asi kucheka kunotiza nezuva rokutambudzika nerokuchema kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 kunyange pazuva raunoisima, ugoita kuti ikure, ugoita kuti ive namaruva, asi mukohwo uchava sapasina pazuva rehosha nokurwadziwa kusingarapiki.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 17:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy