Isaya 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinodaro nokuti imi makakanganwa Mwari ruponeso rwenyu mukakanganwa dombo ramunopotera. Naizvozvo kunyange mukadyara mbesa dzakanaka kana kusima migirepisi yavamwari vokumwe Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti wakaŋganwa Mŋari Muponesi wako, hauna‐kuraŋgarira ɗombo roʋutiziro bgako. Saka unoɀisimira miti inofadza, unoisa’mo mizambiriŋga yakabva kumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira dombo routiziro hwako. Saka unozvisimira miti inofadza, unoisamo midzambiringa yakabva kumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinodaro nokuti imi makakanganwa Mwari ruponeso rwenyu mukakanganwa dombo ramunopotera. Naizvozvo kunyange mukadyara mbesa dzakanaka kana kusima migirepisi yavamwari vokumwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinodaro nokuti imi makakanganwa Mwari ruponeso rwenyu mukakanganwa dombo ramunopotera. Naizvozvo kunyange mukadyara mbesa dzakanaka kana kusima migirepisi yavamwari vokumwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira Dombo, iyo nhare yako. Naizvozvo, kunyange ukazvisimira miti yakanakisisa, uye ukadyara mizambiringa inobva kune dzimwe nyika, Viz kapitola |