Isaya 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Takanzwa ɀokuɀikudza kwaMoabi, kuti unoɀikudza kwaɀo; ɀamanyawi ake, nokuɀikudza kwake, nehasha dzake; asi kuɀirumbidza kwake hakunamaturo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Takanzwa zvokuzvikudza kwaMoabhi, kuti unozvikudza kwazvo; zvamanyawi ake, nokuzvikudza kwake, nehasha dzake; asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo. Viz kapitola |