Isaya 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Cigaro coʋushe cicamiswa netsitsi; mumŋe ucagara pamsoro paco neɀokwaɗi, mutente raDavidi, acitoŋga, acitȿaka kururamisira ʋanhu, acikurumidza kuita ɀakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Chigaro choushe chichamiswa netsitsi; mumwe uchagara pamusoro pacho nechokwadi, mutende raDhavhidhi, achitonga, achitsvaka kururamisira vanhu, achikurumidza kuita zvakarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Murudo, chigaro choushe chichasimbiswa; mukutendeka, munhu achagarapo, mumwe anobva kuimba yaDhavhidhi, uyo anoti achitonga anotsvaka kururamisira, uye achikurumidza kuita zvakarurama. Viz kapitola |