Isaya 16:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino kana Moabi aciɀiratidza pamberi paJehova, kana aciɀinetsa paɗunhu rakakwirira, nokupinda panɀimbo yake tȿene kuzonyeŋgetera, haaŋgatoŋgoɓatsirwi cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino kana Moabhi achizviratidza pamberi paJehovha, kana achizvinetsa padunhu rakakwirira, nokupinda panzvimbo yake tsvene kuzonyengetera, haangatongobatsirwi chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvino kana Moabhu achizviratidza panzvimbo dzake dzakakwirira, anenge achingozvinetsa pachake; paanoenda kuimba yake kunonyengetera, zvinenge zvisina chazvinobatsira, Viz kapitola |