Online Bible

- Reklamy -

Isaya 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvokupembera nokufara izvi zvabviswa mumunda unobereka. Muminda yamagirepisi hamuna rwiyo ruri kuimbwa kana mhururu dzinorira wokusvina waini, mokusvinira hapasisina huro dzepajakwara rokusvina dzachiti zii kunyarara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mufaro wabviswa, nokufara pamunda waiɓereka ɀakanaka; paminda yemizambiriŋga hapacazoʋi nokuimba kana inzwi romufaro; hapacazoʋi muȿiniri unoȿinira mazambiriŋga paɀiȿiniro; ndagumisa kupururudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mufaro wabviswa, nokufara pamunda waibereka zvakanaka; paminda yemidzambiringa hapachazovi nokuimba kana izwi romufaro; hapachazovi musviniri anosvinira madzambiringa pazvisviniro; ndagumisa kupururudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvokupembera nokufara izvi zvabviswa mumunda unobereka. Muminda yamagirepisi hamuna rwiyo ruri kuimbwa kana mhururu dzinorira wokusvina waini, mokusvinira hapasisina huro dzepajakwara rokusvina dzachiti zii kunyarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvokupembera nokufara izvi zvabviswa mumunda unobereka. Muminda yamagirepisi hamuna rwiyo ruri kuimbwa kana mhururu dzinorira wokusvina waini, mokusvinira hapasisina huro dzepajakwara rokusvina dzachiti zii kunyarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mufaro nokufarisisa zvabviswa paminda yemizambiringa; hapana anoimba kana kuita ruzha muminda yemizambiringa; hapana anosvina waini pazvisviniro, nokuti ndagumisa ruzha rwacho.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 16:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy