Online Bible

- Reklamy -

Isaya 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mvura yokuNimurimu yakapwa, uswa hwakaoma, bundo hapachisina, hapachisina kana chinyoro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti mvura yeNimrimi icaparadzwa; nokuti ʋuswa bgawoma, ɓumhudza rapera, hapacinacinomera citema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti mvura yeNimirimi ichaparadzwa; nokuti uswa hwawoma, bumhudza rapera, hapachina chinomera chitema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mvura yokuNimurimu yakapwa, uswa hwakaoma, bundo hapachisina, hapachisina kana chinyoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mvura yokuNimurimu yakapwa, uswa hwakaoma, bundo hapachisina, hapachisina kana chinyoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Mvura yokuNimirimi yakapwa uye uswa hwaoma; bumhudza rapera uye hapachina chakasvibirira chakasara.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 15:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy