Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 akarova ndudzi dzavanhu akashatirwa achadakarira kurova chete, achitonga dzindudzi dzavanhu akatsamwa achivaonesa ndondo pasina zvokumbomira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 iye wairoʋa marudzi aʋanhu nehasha nokuroʋa kusiŋgaperi, waiɓata ndudzi dzaʋanhu nokutambudza kusina‐kudzorwa nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Iye airova marudzi avanhu nehasha nokurova kusingaperi, aibata ndudzi dzavanhu nokutambudza kusina kudzorwa nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 akarova ndudzi dzavanhu akashatirwa achadakarira kurova chete, achitonga dzindudzi dzavanhu akatsamwa achivaonesa ndondo pasina zvokumbomira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 akarova ndudzi dzavanhu akashatirwa achadakarira kurova chete, achitonga dzindudzi dzavanhu akatsamwa achivaonesa ndondo pasina zvokumbomira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 yaakarova nayo marudzi mukutsamwa nokurova kusingaperi, uye akakunda ndudzi nehasha nokurwisa kusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy