Isaya 14:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino nhume dzorudzi urwu ʋacadzipindurei? Kuti Jehova wakaʋamba Zioni, ʋanotambudzika ʋaʋanhu ʋake ʋacaʋandira’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, “Jehovha akavamba Zioni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ko, imhinduroi ichapiwa kunhume dzorudzi urwo? “Jehovha akasimbisa Zioni, uye mariri vanhu vake vanotambudzika vachawana pokuvanda.” Viz kapitola |