Isaya 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino nezuʋa iro kana Jehova acikuzorodza pakucema kwako napakutambudzika kwako, napakuɓata kwako kunorema kwawakaɓatiswa nako, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pazuva ramuchapiwa rusununguko naJehovha kubva pakutambudzika, nokusagadzikana, nokubatwa noutsinye, Viz kapitola |