Isaya 14:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Musafare zvenyu vaFirisitia, mose zvenyu muchiti shamhu yaitirova yakatyoka nokuti panzvimbo penyokawo zvayo pava kubuda chiva, vana vacho vachava nyoka dzinobhururuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iwe nyika yeFiristia, iwe nyika yose, usafara ɀako nokuti shamhu yakaŋga yakuroʋa yavunika; nokuti pamudzi wenyoka pacaɓuɗa mvumbi, ciɓereko cayo cicaʋa nyoka yomŋoto inobururuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose, usafara zvako nokuti shamhu yakanga yakurova yavhunika; nokuti pamudzi wenyoka pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka yomoto inoburuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Musafare zvenyu vaFirisitia, mose zvenyu muchiti shamhu yaitirova yakatyoka nokuti panzvimbo penyokawo zvayo pava kubuda chiva, vana vacho vachava nyoka dzinobhururuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Musafare zvenyu vaFirisitia, mose zvenyu muchiti shamhu yaitirova yakatyoka nokuti panzvimbo penyokawo zvayo pava kubuda chiva, vana vacho vachava nyoka dzinobhururuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Musafara imi mose vaFiristia, muchiti shamhu yakakurovai imi, yavhunika; nokuti kubva pamudzi wenyoka iyo pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka ino uturu hunobaya. Viz kapitola |