Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ndicariita nɀimbo inogarwa nenuŋgu, ʋuye madziʋa emvura; ndicaritȿaira nomutȿairo wokuparadza, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ndichariita nzvimbo inogarwa nenhungu, uye madziva emvura; ndicharitsvaira nomutsvairo wokuparadza, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Ndichaishandura kuti ive nzvimbo yamazizi nenyika yamachawi; ndicharitsvaira nomutsvairo wokuparadza,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy