Isaya 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋanokuʋona ʋacakucerekedza, ʋacakutarira, ʋaciti: Ko uyu ndiye munhu waiɗeɗeresa nyika, waizunuŋgusa ʋushe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vose vanokuona vanokunanʼanidza, vachafungisisa zvamagumo ako vachiti, “Ndiye here murume uya akazungunutsa nyika, akadederesa ushe, Viz kapitola |