Online Bible

- Reklamy -

Isaya 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Tarirai, zuʋa reJehova rinoʋuya, rinotyisa, rinehasha nokutsamŋa kukuru, kuti ashandure nyika riite ɗoŋgo, nokuparadza ʋatadzi ʋayo ʋabve’mo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Tarirai, zuva raJehovha rinouya, rinotyisa, rine hasha nokutsamwa kukuru, kuti ashandure nyika riite dongo, nokuparadza vatadzi vayo vabvemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Tarirai, zuva raJehovha riri kuuya, zuva rakaipisisa, rine hasha nokutsamwa kunotyisa, kuti nyika ive dongo uye nokuzoparadza vatadzi vari mukati mayo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 13:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy