Isaya 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanobva kunyika iri kure, kumugumo weɗeŋga, iye Jehova nenhumbi dzake dzokurwa dzeshuŋgu dzake, kuti aparadze nyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vanobva kunyika iri kure, kumugumo wedenga, iye Jehovha nenhumbi dzake dzokurwa dzeshungu dzake, kuti aparadze nyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vanobva kunyika dziri kure, kubva kumagumo amatenga, Jehovha nezvombo zvokutsamwa kwake, kuti aparadze nyika yose. Viz kapitola |