Isaya 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Herwo ruzha rwemhomho yavanhu pamakomo runenge rwegurumwandira chairo ravanhu! Hero bongozozo redzinyika, rwamarudzi ari kukokorodzana pamwechete! Tenzi wehondo nehondo ari kuunganidza hondo yavarwi yokurwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwaʋanhu ʋazhinji! Kutinhira kweʋuŋgano dzoʋushe bgamarudzi akaʋuŋgana pamŋe cete! Jehova wehondo wogadzira hondo kundorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwavanhu vazhinji! Kutinhira kweungano dzoushe kwamarudzi akaungana pamwechete! Jehovha wehondo wogadzira hondo kundorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Herwo ruzha rwemhomho yavanhu pamakomo runenge rwegurumwandira chairo ravanhu! Hero bongozozo redzinyika, rwamarudzi ari kukokorodzana pamwechete! Tenzi wehondo nehondo ari kuunganidza hondo yavarwi yokurwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Herwo ruzha rwemhomho yavanhu pamakomo runenge rwegurumwandira chairo ravanhu! Hero bongozozo redzinyika, rwamarudzi ari kukokorodzana pamwechete! Tenzi wehondo nehondo ari kuunganidza hondo yavarwi yokurwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Inzwai, kutinhira pamusoro pamakomo, kwakafanana nokwavanhu vazhinji zhinji! Inzwai, mheremhere pakati poumambo, sendudzi dziri kuungana pamwe chete! Jehovha Wamasimba Ose ari kugadzirira mauto kundorwa. Viz kapitola |