Online Bible

- Reklamy -

Isaya 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hamuzombofa makagarwa kana kumboitwa musha imomo pazvizvarwa zvose zvazvo. Hakuna muArabhu achazomisa tendhe rake imomo hakuna vafudzi vachararisa hwai dzavo imomo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Hariŋgatoŋgogarwi naʋanhu, hakuna‐ʋangatoŋgogara’mo kuȿikira kumarudzi namarudzi; kunyaŋge nomuArabia haaŋgadziki tente rake’mo, naʋafudzi haʋaŋgaʋatisi mapoka aʋo’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Haringatongogarwi navanhu, hakuna vangatongogaramo kusvikira kumarudzi namarudzi; kunyange nomuArabhia haangadziki tende rakemo, navafudzi havangavatisi mapoka avopo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hamuzombofa makagarwa kana kumboitwa musha imomo pazvizvarwa zvose zvazvo. Hakuna muArabhu achazomisa tendhe rake imomo hakuna vafudzi vachararisa hwai dzavo imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Hamuzombofa makagarwa kana kumboitwa musha imomo pazvizvarwa zvose zvazvo. Hakuna muArabhu achazomisa tendhe rake imomo hakuna vafudzi vachararisa hwai dzavo imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Haringatongogarwizve navanhu uye hakuna vachazogaramo kusvikira kuzvizvarwa zvose; hapana muArabhu achadzika tende rake ikoko, hakuna mufudzi achazorodza makwai ake ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 13:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy