Isaya 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Chionai ndavakuvamutsira vaMidhia vasina hanya nesirivha kana kufarira zvendarama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Tarirai, ndicaʋamutsira ʋaMedia, ʋasiŋgaraŋgariri sirveri, kunyaŋge ndarama haʋaifariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia, vasingarangariri sirivha, kunyange ndarama havaifariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Chionai ndavakuvamutsira vaMidhia vasina hanya nesirivha kana kufarira zvendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Chionai ndavakuvamutsira vaMidhia vasina hanya nesirivha kana kufarira zvendarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia vasina hanya nesirivha, uye vasingafariri goridhe. Viz kapitola |