Online Bible

- Reklamy -

Isaya 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Saka ndicaɗeɗeresa ɗenga, nyika icazunuŋguswa ibve panɀimbo yayo, nehasha dzaJehova wehondo, napazuʋa rokutsamŋa kwake kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Saka ndichadederesa denga, nyika ichazununguswa ibve panzvimbo yayo, nehasha dzaJehovha wehondo, napazuva rokutsamwa kwake kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Naizvozvo ndichabvundisa matenga; uye nyika ichazungunuka kubva panzvimbo yayo, nehasha dzaJehovha Wamasimba Ose, pazuva rokutsamwa kwake kunopisa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 13:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy