Isaya 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋanhu ndicaʋaita ʋashoma kupfuʋura ndarama yakaiȿo‐naka, iye munhu kupfuʋura ndarama tȿene yeOfiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vanhu ndichavaita vashoma kupfuura ndarama yakaisvonaka, iye munhu kupfuura ndarama tsvene yeOfiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndichaita kuti munhu ashayikwe kudarika goridhe, ashayikwe kudarika kushayikwa kwegoridhe reOfiri. Viz kapitola |