Isaya 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pururudzai muchiimba norufaro imi vagari veZioni nokuti Anoera weIsiraeri ari pakati pedu mukuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ƌanidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutȿene waIsraeri mukuru pakati penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Danidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutsvene waIsiraeri mukuru pakati penyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pururudzai muchiimba norufaro imi vagari veZioni nokuti Anoera weIsiraeri ari pakati pedu mukuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pururudzai muchiimba norufaro imi vagari veZioni nokuti Anoera weIsiraeri ari pakati pedu mukuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pururudzai uye muimbe nomufaro, imi vanhu veZioni, nokuti Mutsvene waIsraeri mukuru pakati penyu.” Viz kapitola |