Online Bible

- Reklamy -

Isaya 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nezuʋa iro ucati: Ndinokuʋoŋgai Jehova; makaŋga makanditsamŋira, asi kutsamŋa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nezuva iro uchati, “Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 12:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy