Online Bible

- Reklamy -

Isaya 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋanhu ʋake ʋakasara, ʋakasara Asiria, ʋacaʋa nenzira huru; seɀaɀakaitirwa Israeri nezuʋa raʋakaɓuɗa munyika yeEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vanhu vake vakasara, vakasara Asiria, vachava nenzira huru; sezvazvakaitirwa Isiraeri nezuva ravakabuda munyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Pachava nomugwagwa mukuru wavanhu vake vakasara, vakasiyiwa kubva kuAsiria, sezvazvakanga zviri kuvaIsraeri pavakabva kuIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 11:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy