Isaya 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo pachigutsa chokwaJese pachatungira nhungirwa, bukira richamera pamidzi yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pahunde yaJese pacaɓuɗa ɓukira, ɗaʋi, rinoɓuɗa pamidzi yake, ricaɓereka ɀiɓereko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pahunde yaJese pachabuda bukira, davi, rinobuda pamidzi yake, richabereka zvibereko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo pachigutsa chokwaJese pachatungira nhungirwa, bukira richamera pamidzi yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo pachigutsa chokwaJese pachatungira nhungirwa, bukira richamera pamidzi yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero. Viz kapitola |