Isaya 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Guta reKarino harina kuitwa zvakaitwa neKarishemeshi here? Ko Hamati harina kuitwa zvakaitwa neAripadhi here? Ko Samaria harina kuita zvakaitwa neDhamasikusi here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ko Karno harinakuitirwa ɀakaitirwa Karkemishi here? NeHamati seArpadi here? NeSamaria seDamasko here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ko Karino harina kuitirwa zvakaitirwa Karikemishi here? NeHamati seAripadhi here? NeSamaria seDhamasiko here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Guta reKarino harina kuitwa zvakaitwa neKarishemeshi here? Ko Hamati harina kuitwa zvakaitwa neAripadhi here? Ko Samaria harina kuita zvakaitwa neDhamasikusi here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Guta reKarino harina kuitwa zvakaitwa neKarishemeshi here? Ko Hamati harina kuitwa zvakaitwa neAripadhi here? Ko Samaria harina kuita zvakaitwa neDhamasikusi here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Karino harina kuita sezvakaita Karikemishi here? Ko, Hamati harina kufanana neAripadhi, uye Samaria harina kufanana neDhamasiko here? Viz kapitola |