Isaya 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chenyu imi kunenge kwangova kuti undundu pakati pavasungwa kana kungoti rakata pakati pezvitunha. Nokuda kwaizvozvo hasha dzake hadzina kupora, muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋacaŋgokotama haʋo pakati paʋasuŋgwa, ʋacawira pasi pakati paʋakaʋurawa. Kunyaŋge ɀakaɗaro, kutsamŋa kwake hakuna‐kudzorwa, asi ruʋoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa naɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vachangokotama havo pakati pavasungwa, vachawira pasi pakati pavakaurawa. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chenyu imi kunenge kwangova kuti undundu pakati pavasungwa kana kungoti rakata pakati pezvitunha. Nokuda kwaizvozvo hasha dzake hadzina kupora, muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chenyu imi kunenge kwangova kuti undundu pakati pavasungwa kana kungoti rakata pakati pezvitunha. Nokuda kwaizvozvo hasha dzake hadzina kupora, muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hapana chichasara asi kungokotama pakati penhapwa, kana kuwira pakati pavakaurayiwa. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa. Viz kapitola |