Isaya 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchaita waani musi wokurangwa nedutu remhepo richauya richibva kure kure muchatizira kunaani kwamungawane rubatsiro, upfumi hwenyu muchahusiya kupi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi mucaiteiko pazuʋa rokutoŋgwa, nerokuparadzwa kucabva kure? Mucatizira kunani kundoɓatsirwa? Fuma yenyu mucaiʋigepiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi muchaiteiko pazuva rokutongwa, nerokuparadzwa kuchabva kure? Muchatizira kuna ani kundobatsirwa? Pfuma yenyu muchaivigepiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchaita waani musi wokurangwa nedutu remhepo richauya richibva kure kure muchatizira kunaani kwamungawane rubatsiro, upfumi hwenyu muchahusiya kupi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muchaita waani musi wokurangwa nedutu remhepo richauya richibva kure kure muchatizira kunaani kwamungawane rubatsiro, upfumi hwenyu muchahusiya kupi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muchaita sei pazuva rokutongwa, njodzi painouya ichibva kure? Muchatizira kuna aniko kuti mubatsirwe? Upfumi hwenyu muchahusiyepiko? Viz kapitola |