Isaya 10:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Yadimura napamupata wegomo yakazorara yava kuGebha, guta reRama radedera vomuGibhia guta rokwaSauro vakatiza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakwira napamupata, ʋakaʋata paGeba ʋusiku; Rama rinoɗeɗera, Gibea raSauro ratiza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 vakwira napamupata, vakavata paGebha usiku; Rama rinodedera, Gibhea raSauro ratiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Yadimura napamupata wegomo yakazorara yava kuGebha, guta reRama radedera vomuGibhia guta rokwaSauro vakatiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Yadimura napamupata wegomo yakazorara yava kuGebha, guta reRama radedera vomuGibhia guta rokwaSauro vakatiza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vanopfuura napamupata, vagoti, “Tichadzika matende paGebha usiku.” Rama rinobvunda; Gibhea raSauro rinotiza. Viz kapitola |