Isaya 10:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Waȿika paAiati, wapfuʋura napaMigroni, waceŋgeta nhumbi dzake paMikmashi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asvika paAiati, apfuura napaMigironi, achengeta nhumbi dzake paMikimashi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vanopinda muAyati; vopfuura nomuMigironi; vochengeta nhumbi paMikimashi. Viz kapitola |