Online Bible

- Reklamy -

Isaya 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino nezuʋa iro mutoro wake ucabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko ricaparadzwa nokuɗa kwamafuta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Pazuva iro mitoro yavo ichabviswa pamapfudzi enyu, nejoko ravo pamitsipa yenyu; joko richavhuniwa, nokuti manyanya kufuta.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 10:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy