Isaya 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti kunyange zvazvo vanhu venyu vaIsiraeri vakawanda sejecha rokumahombekombe kwegungwa, chitsama chavo chete ndicho chichadzoka. Zvokuparadza izvi zvakatotemwa zviri chinhu chizere noururami, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti kunyaŋge ʋanhu ʋenyu, imi Israeri, ʋakaita sejeca reguŋgwa, ʋakasara ʋaʋo ʋoga ʋacadzoka; nokuti ʋakatemerwa kuparadzwa kuzere nokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti kunyange vanhu venyu, imi Isiraeri, vakaita sejecha regungwa, vakasara vavo voga vachadzoka; nokuti vakatemerwa kuparadzwa kuzere nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti kunyange zvazvo vanhu venyu vaIsiraeri vakawanda sejecha rokumahombekombe kwegungwa, chitsama chavo chete ndicho chichadzoka. Zvokuparadza izvi zvakatotemwa zviri chinhu chizere noururami, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 nokuti kunyange zvazvo vanhu venyu vaIsiraeri vakawanda sejecha rokumahombekombe kwegungwa, chitsama chavo chete ndicho chichadzoka. Zvokuparadza izvi zvakatotemwa zviri chinhu chizere noururami, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kunyange vanhu vako, iwe Israeri, vakaita sejecha regungwa, vachasara chete ndivo vachadzokera. Kuparadzwa kwakatotemwa, kuzere nokururama. Viz kapitola |