Online Bible

- Reklamy -

Isaya 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Miti yakasara yeɗondo rake icaʋa mishoma, iŋganyorwa nomŋana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Uye miti yakasara yamasango ake ichava mishoma kwazvo, zvokuti mwana angagona kuinyora pasi.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 10:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy