Isaya 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 achiti, “Ini noruoko rwangu ndini pano ndakazviita ini nesimba rangu, ndakazviita ini noungwaru hwangu nokuti ndinonzwisisa. Miganhu yedzindudzi dzavanhu ndakaibvisa ini, ndikapamba upfumi hwavo. Sehandira chaiyo, vainge vari pazvigaro zvoumambo ndakavatozomora ini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti wakati: Ndakaɀiita nesimba roruʋoko rwaŋgu, ʋuye noʋucenjeri bgaŋgu, nokuti ndinenjere; ndakabvisa miganho yaʋanhu, ndakapamba fuma yaʋo; semhare ndakawisira pasi ʋaigara paɀigaro ɀoʋushe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti akati, “Ndakazviita nesimba roruoko rwangu, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndine njere; ndakabvisa miganho yavanhu, ndakapamba pfuma yavo; semhare ndakawisira pasi vaigara pazvigaro zvoushe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 achiti, “Ini noruoko rwangu ndini pano ndakazviita ini nesimba rangu, ndakazviita ini noungwaru hwangu nokuti ndinonzwisisa. Miganhu yedzindudzi dzavanhu ndakaibvisa ini, ndikapamba upfumi hwavo. Sehandira chaiyo, vainge vari pazvigaro zvoumambo ndakavatozomora ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 achiti, “Ini noruoko rwangu ndini pano ndakazviita ini nesimba rangu, ndakazviita ini noungwaru hwangu nokuti ndinonzwisisa. Miganhu yedzindudzi dzavanhu ndakaibvisa ini, ndikapamba upfumi hwavo. Sehandira chaiyo, vainge vari pazvigaro zvoumambo ndakavatozomora ini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti iye anoti, “ ‘Nesimba ramaoko angu ndakaita izvi, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndinonzwisisa. Ndakabvisa miganhu yendudzi, ndikapamba pfuma yavo; semhare ndakakunda madzimambo avo. Viz kapitola |