Isaya 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Shambai, muɀinatse; bvisai ɀakaipa ɀamaɓasa enyu pamberi paŋgu; regai kuramba muciita ɀakaipa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 shambai muzvinatse. Bvisai mabasa enyu akaipa pamberi pangu! Regai kuita zvakaipa, Viz kapitola |