Hosiya 14:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chidzokerai kuna Tenzi namazwi okuteterera mundoti kwaari, “Tibvisireiwo uipi hwose mugamuchire waro zvinenge zvakanaka tichipira muromo watinotaura kwamuri sehandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Endai namashoko, mudzokere kunaJehova, muti kwaari: Bvisai ɀakaipa ɀose, mugamucire ɀinhu ɀakanaka, ipapo ticakupai miromo yeɗu, ɀiʋe ɀiɓayiro ɀeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Endai namashoko, mudzokere kuna Jehovha, muti kwaari, “Bvisai zvakaipa zvose, mugamuchire zvinhu zvakanaka, ipapo tichakupai miromo yedu, zvive zvibayiro zvedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chidzokerai kuna Tenzi namazwi okuteterera mundoti kwaari, “Tibvisireiwo uipi hwose mugamuchire waro zvinenge zvakanaka tichipira muromo watinotaura kwamuri sehandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chidzokerai kuna Tenzi namazwi okuteterera mundoti kwaari, “Tibvisireiwo uipi hwose mugamuchire waro zvinenge zvakanaka tichipira muromo watinotaura kwamuri sehandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Endai namashoko uye mudzokere kuna Jehovha. Muti kwaari: “Regererai zvivi zvedu zvose mutigamuchire nenyasha, kuti tigopa zvibereko zvemiromo yedu. Viz kapitola |