Hagai 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Shoko raTenzi rakauya rwechipiri kuna Hagai pazuva ramakumi maviri nerechina romwedzi richiti Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino shoko raJehova rakaȿika rwecipiri kunaHagai nezuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi, riciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino shoko raJehovha rakasvika rwechipiri kuna Hagai nezuva ramakumi maviri namana romwedzi, richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Shoko raTenzi rakauya rwechipiri kuna Hagai pazuva ramakumi maviri nerechina romwedzi richiti Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Shoko raTenzi rakauya rwechipiri kuna Hagai pazuva ramakumi maviri nerechina romwedzi richiti Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hagai kechipiri pazuva ramakumi maviri namana romwedzi richiti, Viz kapitola |