Hagai 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hagai ndokutizve, “Ko munhu anenge an'ora pamusana pokugunzva chitunha iye ozondogumha chimwe chaizvozvi izvi chinobva chan'ora here?” Vapristi vakati, “Chinon'ora.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Hagai akati: Kana munhu, wakaȿiɓiswa nemhaka yokuɓata citunha, akagunɀa cinhu cimŋe caiɀoɀi, ko caȿiɓiswa here? Ʋaprista ʋakapindura, ʋakati: Caȿiɓiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Hagai akati, “Kana munhu, wakasvibiswa nemhaka yokubata chitunha, akagunzva chinhu chimwe chaizvozvi, ko chasvibiswa here?” Vapristi vakapindura, vakati, “Chasvibiswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hagai ndokutizve, “Ko munhu anenge an'ora pamusana pokugunzva chitunha iye ozondogumha chimwe chaizvozvi izvi chinobva chan'ora here?” Vapristi vakati, “Chinon'ora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hagai ndokutizve, “Ko munhu anenge an'ora pamusana pokugunzva chitunha iye ozondogumha chimwe chaizvozvi izvi chinobva chan'ora here?” Vapristi vakati, “Chinon'ora.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Hagai akapindura akati, “Kana munhu asvibiswa nokubata kwaaita chitunha, akabata chimwe chaizvozvi, ko, chingasvibiswa here?” Vaprista vakapindura vakati, “Hongu chinosvibiswa.” Viz kapitola |