Genesi 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinoti kuurayiwa kwenyu vanhu kunofanira kutoripwa. Mhuka kana munhu anouraya munhu ndinoda kuona kuti atoripa. Munhu anouraya mumwe munhu, mhaka iyoyo inoripwa norufu rwomunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀirokwaɀo ropa renyu, roʋupenyu bgenyu, ndicaritȿaka; ndicaritȿaka paɀipenyu ɀose, ndicatȿaka ʋupenyu bgomunhu paruʋoko rwomunhu naparuʋoko rwehama yomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvirokwazvo ropa renyu, roupenyu hwenyu, ndicharitsiva; ndicharitsiva pazvipenyu zvose, ndichatsiva upenyu hwomunhu paruoko rwomunhu naparuoko rwehama yomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinoti kuurayiwa kwenyu vanhu kunofanira kutoripwa. Mhuka kana munhu anouraya munhu ndinoda kuona kuti atoripa. Munhu anouraya mumwe munhu, mhaka iyoyo inoripwa norufu rwomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndinoti kuurayiwa kwenyu vanhu kunofanira kutoripwa. Mhuka kana munhu anouraya munhu ndinoda kuona kuti atoripa. Munhu anouraya mumwe munhu, mhaka iyoyo inoripwa norufu rwomunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye zvirokwazvo ndichatsvaka kuti muzvidavirire nokuda kweropa roupenyu hwenyu. Ndichatsvaka kuti muzvidavirire pamhuka dzose. Uye kubvawo pamunhu mumwe nomumwe, ndichatsvaka kuti azvidavirire nokuda kwoupenyu hwomunhu wokwake. Viz kapitola |