Genesi 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akati: Kanani ŋgaatukwe; Ucaʋa muranda waʋaranda kuʋakuru ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 akati, “Kenani ngaatukwe! Achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Viz kapitola |