Genesi 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisakanaka, neshiri, neɀose ɀinokambaira panyika, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinokambaira panyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zviviri zviviri zvemhuka dzakanaka nedzisina kunaka, zviviri zviviri zveshiri nezvezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, Viz kapitola |