Genesi 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe chizvigadzirira ngarava yomuti womugoferi, uikamure-kamure kuita dzimba mukati mayo, uiname netara mukati nokunze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Uɀiitire areka nomuti wegoferi; uite makamuri muareka, uinamire necomukati necokunze nenamo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Uzviitire areka nomuti wegoferi; uite makamuri muareka, uinamire nechomukati nechokunze nenamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe chizvigadzirira ngarava yomuti womugoferi, uikamure-kamure kuita dzimba mukati mayo, uiname netara mukati nokunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi iwe chizvigadzirira ngarava yomuti womugoferi, uikamure-kamure kuita dzimba mukati mayo, uiname netara mukati nokunze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka iwe zviitire areka yomuti womusipuresi; uite makamuri mukati mayo uye uiname nenamo mukati nokunze. Viz kapitola |