Genesi 50:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Josefi akarayira vanhu vaiita basa rokuomesa zvitunha kuti vanyatsoomesa chitunha chababa vake Isiraeri. Vanhu ivavo vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Josefa akaraira ʋaranda ʋake dzakaŋga dziri ŋaŋga, kuti dzisasike ɓaɓa ʋake, ŋaŋga dzikasasika Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Josefa akaraira varanda vake dzakanga dziri n'anga, kuti vasasike baba vake, n'anga dzikasasika Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Josefi akarayira vanhu vaiita basa rokuomesa zvitunha kuti vanyatsoomesa chitunha chababa vake Isiraeri. Vanhu ivavo vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Josefi akarayira vanhu vaiita basa rokuomesa zvitunha kuti vanyatsoomesa chitunha chababa vake Isiraeri. Vanhu ivavo vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo Josefa akarayira varapi vaimushandira kuti vasasike baba vake Israeri. Saka varapi vakamusasika, Viz kapitola |