Online Bible

- Reklamy -

Genesi 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jaredhi akagara zana rina makumi matanhatu amakore namakore maviri ndokubereka Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jaredi wakagara makore anezana namakumi matanhatu namaʋiri, akaɓereka Enoki;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jaredhi wakagara makore ane zana namakumi matanhatu namaviri, akabereka Enoki;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jaredhi akagara zana rina makumi matanhatu amakore namakore maviri ndokubereka Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Jaredhi akagara zana rina makumi matanhatu amakore namakore maviri ndokubereka Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Jaredhi akati ararama kwamakore zana namakumi matanhatu namaviri, akabereka Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 5:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy