Genesi 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 mazuʋa ose aEnoshi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namashanu, akafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 mazuva ose aEnoshi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namashanu, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pamwe chete, Enoshi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa. Viz kapitola |