Online Bible

- Reklamy -

Genesi 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndiyeyi buku yamarudzi aAdama. Musi waakasika munhu, Mŋari wakamuita nomufananidzo waMŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ndirori bhuku ramarudzi aAdhamu. Musi waakasika munhu, Mwari wakamuita nomufananidzo waMwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Iyi ndiyo rondedzero yakanyorwa yorudzi rwaAdhamu. Mwari paakasika munhu akamuita nomufananidzo waMwari.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 5:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy