Genesi 49:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kutsamŋa kwaʋo ŋgakutukwe, nokuti kwakaŋga kuri kukuru; Nehasha dzaʋo, nokuti dzakaŋga dzakaipa; Ndicaʋaparadzanisa pakati paJakobo, Nokuʋaparadzira pakati paIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nokuti kwakanga kuri kukuru; Nehasha dzavo, nokuti dzakanga dzakaipa; Ndichavaparadzanisa pakati paJakobho, nokuvaparadzira pakati paIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, kunotyisa zvakadai, uye hasha dzavo, dzaiva noutsinye kudai! Ndichavaparadzira muna Jakobho uye ndigovatsaura muna Israeri. Viz kapitola |